John 3:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unotenda kwaari, haatoŋgwi; asi usiŋgatendi kwaari, watotoŋgwa, nokuti haana‐kutenda kuzita roMŋanakomana waMŋari wakaɓerekwa mumŋe woga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ani naani anotenda kwaari haatongwi, asi ani naani asingatendi atotongwa nokuti haana kutenda muzita roMwanakomana mumwe oga waMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anotenda maari haapihwi mhosva asi asingatendi maari atova nemhosva nokuti haana kutenda muzita roMwanakomana mumwechete oga waMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anotenda kwaari, haatongwi; asi asingatendi kwaari, atotongwa, nokuti haana kutenda kuzita roMwanakomana waMwari akaberekwa mumwe woga.
Shona 2009?
Unotenda kwaari, haapiwi mhosva; asi usingatendi, watopiwa mhoswa, nokuti haana kutenda kuzita roMwanakomana waMwari wakaberekwa \add ari\add* mumwe woga.
Shona SUB 2002 Bible
Anotenda kwaari, haatongwi; asi asingatendi kwaari, atotongwa, nokuti haana kutenda kuzita roMwanakomana waMwari akaberekwa mumwe woga.