John 3:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi unoita ɀokwaɗi, unoʋuya paciedza, kuti maɓasa ake aʋonekwe, kuti akaitwa munaMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi ani naani anorarama muchokwadi anouya muchiedza, kuitira kuti zvaakaita zvionekwe pachena kuti zvakaitwa kubudikidza naMwari.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi anoita zvechokwadi anouya kuchiedza kuti zvionekwe pachena kuti mabasa ake akaitwa muna Mwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi anoita chokwadi, anouya kuchiedza, kuti mabasa ake aonekwe, kuti akaitwa muna Mwari.
Shona 2009?
Asi unoita chokwadi unovuya pachiedza, kuti mabasa ake aratidzwe kuti akaitwa munaMwari
Shona SUB 2002 Bible
Asi anoita chokwadi, anouya kuchiedza, kuti mabasa ake aonekwe, kuti akaitwa muna Mwari.