John 3:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
NaJohane wakaŋga acibapatidza ʋo paAinoni, pedyo neSarimi, nokuti kwaiʋa nemvura zhinji ipapo; ʋakaʋuya, ʋakabapatidzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Johaniwo aibhabhatidza paAenoni pedyo neSarimu nokuti pakanga pane mvura zhinji, uye vanhu vakanga vachiramba vachiuya kuti vazobhabhatidzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Johani aiombekawo ari kuAinoni pedyo neSarimu nokuti ikoko kwaiva nemvura zhinji. Vanhu vaiuya vachiombekwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
NaJohani akanga achibhabhatidzawo paAinoni, pedyo neSarimi, nokuti kwaiva nemvura zhinji ipapo; vakauya, vakabhabhatidzwa.
Shona 2009?
NaJohwani wakanga achibhabhatidzavo muAinoni pedo neSarimi, nokuti paiva nemvura zhinji ipapo; vakavuya vakabhabhatidzwa.
Shona SUB 2002 Bible
NaJohani akanga achibhabhatidzawo paAinoni, pedyo neSarimu, nokuti kwaiva nemvura zhinji ipapo; vakauya, vakabhabhatidzwa.