John 3:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Johane wakaŋga acigere kuiswa mutoroŋgo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
(Panguva iyi, Johani akanga asati aiswa mutorongo.)
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Izvozvi Johani akanga asati aiswa mujeri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Johani akanga achigere kuiswa mutorongo.
Shona 2009?
Nokuti Johwani wakanga achigere kukandwa mutirongo.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Johani akanga achigere kuiswa mutorongo.