John 3:27 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Johane akapindura, akati: Munhu haaŋgagamuciri cinhu, kana asina‐kucipiwa cicibva kuɗeŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Johani akapindura achiti, “Munhu anongogamuchira chete zvaanenge apiwa zvichibva kudenga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Johani akapindura achiti, “Hakuna munhu angawane chinhu kusiya chaanenge atopiwa chichitobva kudenga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Johani akapindura, akati, “Munhu haangagamuchiri chinhu, kana asina kuchipiwa chichibva kudenga.
Shona 2009?
Johwani akapindura, akati: Munhu haangagamuchiri chinhu, kunze kokuti chapiwa kwaari kubva kudenga.
Shona SUB 2002 Bible
Johani akapindura, akati, “Munhu haangagamuchiri chinhu, kana asina kuchipiwa chichibva kudenga.