John 3:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unomŋeŋga ndico cikomba; asi shamŋari yecikomba inomira icimunzwa, inofara ɀikuru nenzwi recikomba. Naiɀoɀo kufara kwaŋgu uku kwazadzika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwenga ndowechikomba. Shamwari inoshandira chikomba inomira ichimunzwa uye inozara nomufaro painonzwa inzwi rechikomba. Mufaro uyo ndowangu, uye iye zvino wakwana.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Mwenga achichata ndewemuwani. Shamwari yomuwani inomira ichiteerera achitaura; inofara zvikuru kunzwa izwi romuwani. Saizvozvo rufaro rwanguwo rwazara kuti tuba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ano mwenga ndiye muwani; asi shamwari yemuwani inomira ichimunzwa, inofara zvikuru nezwi romuwani. Naizvozvo kufara kwangu uku kwazadzika.
Shona 2009?
Uyo unomwenga ndiye chikomba; asi shamwari yechikomba inomira ichimunzwa, inofara zvikuru nekuda kwenzwi rechikomba. Mufaro wangu uyu wazadziswa.
Shona SUB 2002 Bible
Ano mwenga ndiye muwani; asi shamwari yemuwani inomira ichimunzwa, inofara zvikuru nezwi romuwani. Naizvozvo kufara kwangu uku kwazadzika.