John 3:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀaakaʋona neɀaakanzwa, ndiɀo ɀaanopupura; asi hakunomunhu unogamucira kupupura kwake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Iye anopupura zvaakaona nezvaakanzwa, asi hakuna munhu anogamuchira uchapupu hwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvaakaona nezvaakanzwa ndizvo zvaanopupura asi uchapupu hwake ihwohwo hauna anohugamuchira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvaakaona nezvaakanzwa, ndizvo zvaanopupura; asi hakuna munhu anogamuchira kupupura kwake.
Shona 2009?
Zvaakavona nezvaakanzwa, ndizvo zvaanopupura; asi hakuna munhu unogamuchira kupupura kwake.
Shona SUB 2002 Bible
Zvaakaona nezvaakanzwa, ndizvo zvaanopupura; asi hakuna munhu anogamuchira kupupura kwake.