John 3:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Uyo wakagamucira kupupura kwake, wakasimbisa kuti Mŋari ndowaɀokwaɗi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munhu anohugamuchira, anopupura kuti Mwari ndowechokwadi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu anogamuchira uchapupu hwake ihwohwo anotsinhira kuti, Mwari ari pachokwadi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uyo akagamuchira kupupura kwake, akasimbisa kuti Mwari ndowechokwadi.
Shona 2009?
Uyo wakagamuchira kupupura kwake, wakasimbisa kuti Mwari ndowechokwadi.
Shona SUB 2002 Bible
Uyo akagamuchira kupupura kwake, akasimbisa kuti Mwari ndowechokwadi.