John 3:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti wakatumŋa naMŋari, ndiye unotaura mashoko aMŋari; nokuti haapi Mŋeya aciyera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti uyo akatumwa naMwari anotaura mashoko aMwari, nokuti Mwari anopa Mweya asingayeri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti akatumwa naMwari anotaura mazwi aMwari nokuti Mwari haana kumupa Mweya achiita zvokuera.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti akatumwa naMwari, ndiye anotaura mashoko aMwari; nokuti haapi Mweya asina mwero.
Shona 2009?
Nokuti wakatumwa naMwari, ndiye unotaura mashoko aMwari; nokuti haapi Mweya nechiyero.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti akatumwa naMwari, ndiye anotaura mashoko aMwari; nokuti haapi Mweya asina mwero.