John 3:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Cakaɓerekwa nenyama inyama, cakaɓerekwa noMŋeya, mŋeya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyama inobereka nyama, asi Mweya anobereka Mweya.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chinenge chazvarwa nenyama inyama chinenge chazvarwa naMweya mweya
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chakaberekwa nenyama inyama, chakaberekwa noMweya, mweya.
Shona 2009?
Icho chakaberekwa nenyama inyama; nechakaberekwa noMweya, mweya.
Shona SUB 2002 Bible
Chakaberekwa nenyama inyama, chakaberekwa noMweya, mweya.