John 3:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usashamiswa, nokuti ndakati kwauri: Munofanira kuɓerekwa kutȿa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haufaniri kushamiswa nezvandareva ndichiti, ‘Unofanira kuberekwa patsva.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
usashamisike nezvandati unofanira kuzvarwa patsva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Usashamiswa, nokuti ndakati kwauri, munofanira kuberekwa kutsva.
Shona 2009?
Usashamiswa nokuti ndati kwauri: Unofanira kuberekwa kutsva?
Shona SUB 2002 Bible
Usashamiswa, nokuti ndakati kwauri, munofanira kuberekwa kutsva.