John 3:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nikodimo akapindura, akati kwaari: Ɀinhu iɀi ɀiŋgagoitwa seiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nikodhimo akati, “Zvingaitika seiko izvi?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nikodhimasi akamupindura achiti, “Izvi zvingaitike sei?” Jesu akamupindurawo achiti,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nikodhimo akapindura, akati kwaari, “Zvinhu izvi zvingagoitwa seiko?”
Shona 2009?
Nikodhimo akapindura, akati kwaari: Zvinhu izvi zvingagoitika seiko?
Shona SUB 2002 Bible
Nikodhimo akapindura, akati kwaari, “Zvinhu izvi zvingagoitwa seiko?”