John 4:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Ishe wakati aziʋa kuti ʋaFarise ʋakaŋga ʋanzwa kuti Jesu wakaita nokubapatidza ʋadzidzi kupfuʋura Johane,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaFarisi vakanzwa kuti Jesu akanga achiteverwa navanhu vazhinji uye achibhabhatidza vadzidzi vakawanda kupfuura Johani,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu paakaziva kuti vaFarisei vakanga vanzwa kuti Jesu ari kuwana vadzidzi vazhinji uye kuti ari kuombeka vadzidzi vakawanda kupinda Johani
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Ishe akati aziva kuti vaFarisi vakanga vanzwa kuti Jesu akaita nokubhabhatidza vadzidzi kupfuura Johani,
Shona 2009?
Zvino Ishe wakati aziva kuti vaFarisi vakanga vanzwa kuti Jesu wakaita nokubhabhatidza vadzidzi vakawanda kupfuvura Johwani,
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Ishe akati aziva kuti VaFarisi vakanga vanzwa kuti Jesu akaita nokubhabhatidza vadzidzi kupfuura Johani,