John 4:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mukadzi akati kwaari: Ishe, hamuna‐camuŋgacera naco, tsime rakadzika, ɀino mvura mhenyu muŋgaiwanepiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukadzi akati, “Ishe, hamuna chamungacheresa nacho uye tsime rakadzika. Ko, mvura mhenyu mungaiwanepi?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukadzi uya akati kwaari, “Changamire inga hamuna chokuchera nacho wani uye tsime rakadzika iyo mvura mhenyu yacho munoiwanepi?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mukadzi akati kwaari, “Ishe, hamuna chamungachera nacho, tsime rakadzika, zvino mvura mhenyu mungaiwanepiko?
Shona 2009?
Mukadzi akati kwaari: Ishe, hamuna chinhu chamungachera nacho, uye tsime rakadzika, zvino mungaiwanepiko mvura mhenyu?
Shona SUB 2002 Bible
Mukadzi akati kwaari, “Ishe, hamuna chamungachera nacho, tsime rakadzika, zvino mvura mhenyu mungaiwanepiko?