John 4:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti watoʋa naʋarume ʋashanu; uyo, waunaye ɀino, haazi murume wako; apo wareʋa ɀokwaɗi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chokwadi ndeichi, wakava navarume vashanu, uye murume waunaye zvino haazi murume wako. Zvawabva mukutaura ndicho chokwadi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti wakamboita varume vashanu uye wauinaye zvino haasi murume wako. Apo wataura chokwadi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Nokuti watova navarume vashanu; uyo waunaye zvino, haasi murume wako; apo wareva chokwadi.”
Shona 2009?
Nokuti watova navarume vashanu, uyo waunaye zvino haazi murume wako; apo wareva chokwadi.
Shona SUB 2002 Bible
“Nokuti watova navarume vashanu; uyo waunaye zvino, haasi murume wako; apo wareva chokwadi.”