John 4:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mukadzi akati kwaari: Ishe, ndinoʋona kuti muri muprofita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukadzi akati, “Ishe, ndinoona kuti muri muprofita.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mukadzi ndokuti kwaari, ‘Changamire ndaona kuti muri muporofita.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mukadzi akati kwaari, “Ishe, ndinoona kuti muri muporofita.
Shona 2009?
Mukadzi akati kwaari: Ishe, ndinovona kuti muri muporofita.
Shona SUB 2002 Bible
Mukadzi akati kwaari, “Ishe, ndinoona kuti muri muporofita.