John 4:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jesu akati kwaari: Mai, nditende kuti ŋguʋa inoʋuya, yamusiŋgazonamati Ƃaɓa pagomo iri, kana paJerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati, “Mai, nditendei, nguva inouya yamuchanamata Baba musiri pagomo rino kana muJerusarema.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Jesu akati kwaari, “Mukadzi iwe tenda zvandiri kutaura, nguva iri kuuya yamusingazonamati Baba mugomo rino iri kana muJerusaremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jesu akati kwaari, “Mai, nditende kuti nguva inouya, yamusingazonamati baba pagomo iri, kana muJerusaremu.
Shona 2009?
Jesu akati kwaari: Mai, nditendei, kuti nguva inovuya, yamusingazonamati Baba mugomo iri, kana paJerusarema.
Shona SUB 2002 Bible
Jesu akati kwaari, “Mai, nditende kuti nguva inouya, yamusingazonamati Baba pagomo iri, kana muJerusaremu.