John 4:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari ndiMŋeya; ʋanomunamata, ʋanofanira kumunamata mumŋeya neɀokwaɗi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwari mweya, uye vanomunamata vanofanira kumunamata mumweya nomuzvokwadi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari mweya; saizvozvo, vanomunamata vanofanira kumunamata muMweya nomuchokwadi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mwari ndiMweya; vanomunamata, vanofanira kumunamata mumweya nechokwadi.”
Shona 2009?
Mwari Mweya; naavo vanomunamata, vanofanira kunamata mumweya nemuchokwadi.
Shona SUB 2002 Bible
“Mwari ndiMweya; vanomunamata, vanofanira kumunamata mumweya nechokwadi.”