John 4:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo mukadzi akasiya ciroŋgo cake, akaenda muguta, akati kuʋanhu:
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo, asiya chirongo chake, mukadzi akadzokera kuguta akandoti kuvanhu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo mukadzi uya akasiya chirongo chake akaenda muguta akati kuvanhu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo mukadzi akasiya chirongo chake, akaenda muguta, akati kuvanhu,
Shona 2009?
Ipapo mukadzi akasiya chirongo chake, akaenda muguta, akati kuvanhu:
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo mukadzi akasiya chirongo chake, akaenda muguta, akati kuvanhu,