John 4:3 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
akabva Judea, akaenda ɀeGarirea.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ishe akati anzwa izvi, akabva kuJudhea akadzokera kuGarirea zvakare.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Akabva abva kuJudhea akaendazve kuGarirea.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
akabva Judhea, akaendazve Gariria.
Shona 2009?
akabva Judhiya, akaendazve muGariri.
Shona SUB 2002 Bible
akabva Judhiya, akaendazve Gareriya.