John 4:39 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaSamaria ʋazhinji ʋeguta iro ʋakatenda kwaari neshoko romukadzi, wakapupura, aciti: Wandiʋudza ɀose ɀandakaita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
VaSamaria vazhinji vaibva muguta iro vakatenda kwaari nokuda kwouchapupu hwomukadzi hwokuti, “Akanditaurira zvose zvandakaita.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
VaSamaria vazhinji vaibva muguta iroro vakatenda maari pamusana pouchapupu hwomudzimai uya akati “Wanditaurira zvose zvandakaita.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vaSamaria vazhinji veguta iro vakatenda kwaari neshoko romukadzi, akapupura, achiti, “Andiudza zvose zvandakaita.”
Shona 2009?
Zvino vaSamaria veguta iro vakatenda kwaari nekuda kweshoko romukadzi wakapupura, \add achiti\add*: Wandivudza zvose zvandakaita.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vaSamaria vazhinji veguta iro vakatenda kwaari neshoko romukadzi, akapupura, achiti, “Andiudza zvose zvandakaita.”