John 4:43 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mazuʋa maʋiri akati apfuʋura, akabva’po; akaenda Garirea
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mazuva maviri akati apfuura, akabva akaenda kuGarirea.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure memazuva maviri aya akaenda kuGarirea.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mazuva maviri akati apfuura, akabvapo; akaenda Gariria.
Shona 2009?
Zvino mazuva maviri akati apfuvura akabvapo, akaenda Gariri.
Shona SUB 2002 Bible
Mazuva maviri akati apfuura, akabvapo; akaenda Gareriya.