John 4:44 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Jesu amene wakapupura, kuti muprofita haakudzwi munyika yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Jesu pachake akanga ambopupura kuti muprofita haakudzwi munyika yokwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Iye Jesu pachake akanga ambopupurawo kuti, “Muporofita haaremekedzwi munyika make.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Jesu amene akapupura, kuti muporofita haakudzwi munyika yake.
Shona 2009?
Nokuti Jesu amene wakapupura kuti muporofita haana rukudzo munyika yake.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Jesu amene akapupura, kuti muporofita haakudzwi munyika yake.