John 4:45 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino wakati aciȿika Garirea, ʋaGarirea ʋakamugamucira, nokuti ʋakaŋga ʋaʋona ɀose ɀaakaita Jerusarema pamutambo, nokuti naiʋo ʋakaŋga ʋaenda ʋo kumutambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akati asvika muGarirea, vaGarirea vakamugamuchira. Vakanga vaona zvose zvaakanga aita muJerusarema pamutambo wePasika, nokuti naivowo vaivapo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakasvika kuGarirea, vaGarirea vakamugamuchira nokuti vakanga vaona zvose zvaakaita kuJerusaremu pamazuva makuru nokuti naivowo vakanga vaenda kumazuva makuru iwayo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino akati achisvika Gariria, vaGariria vakamugamuchira, nokuti vakanga vaona zvose zvaakaita Jerusaremu pamutambo wePasika, nokuti naivo vakanga vaendawo kumutambo wePasika.
Shona 2009?
Zvino wakati achisvika Gariri, vaGariri vakamugamuchira, nokuti vakanga vavona zvinhu zvose zvaakaita Jerusarema pamutambo, nokuti naivo vakanga vaendavo kumutambo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino akati achisvika Gareriya, vaGareriya vakamugamuchira, nokuti vakanga vaona zvose zvaakaita Jerusaremu pamutambo wePasika, nokuti naivo vakanga vaendawo kumutambo wePasika.