John 4:48 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino Jesu akati kwaari: Kana musiŋgaʋoni ɀiratidzo neɀishamiso, hamuŋgatoŋgotendi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati kwaari, “Kana imi vanhu musina kuona zviratidzo nezvishamiso, hamungatongotendi.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saizvozvo akati kwaari, “Kana musina kuona zviratidzo nezvishamiso hamutendi.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino Jesu akati kwaari, “Kana musingaoni zviratidzo nezvishamiso, hamungatongotendi.”
Shona 2009?
Zvino Jesu akati kwariri: Kunze kokuti mavona zviratidzo nezvishamiso, hamungatongotendi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Jesu akati kwaari, “Kana musingaoni zviratidzo nezvishamiso, hamungatongotendi.”