John 4:49 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mutariri washe akati kwaari: Ishe, ɓurukai henyu, mŋana waŋgu asati afa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mutariri wamambo akati, “Ishe, burukai muuye mwana wangu asati afa.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Gurukota riya rakati kwaari, “Changamire uyai mwana wangu asati afa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Gurukota raishe rakati kwaari, “Ishe, burukai henyu, mwana wangu asati afa.”
Shona 2009?
Jinda rikati kwaari: Ishe, burukai henyu, mwana wangu asati afa.
Shona SUB 2002 Bible
Gurukota raishe rakati kwaari, “Ishe, burukai henyu, mwana wangu asati afa.”