John 4:51 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakati acaɓuruka, ʋaranda ʋake ʋakasoŋgana naye, ʋakati: Mŋana wenyu mupenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Achiri munzira varanda vake vakasangana naye namashoko okuti mukomana akanga apora.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paakanga avakudzika vashandi vake vakasangana naye vakamuudza kuti, “Mwana wake akanga ararama.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akati achaburuka, varanda vake vakasangana naye, vakati, “Mwana wenyu mupenyu.”
Shona 2009?
Zvino wakati oburuka, varanda vake vakamuchingamidza vaka\add mu\add*vudza, vachiti: Mwana wenyu mupenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Akati achaburuka, varanda vake vakasangana naye, vakati, “Mwana wenyu mupenyu.”