John 4:53 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ɓaɓa ʋakaziʋa kuti ndiyo ŋguʋa Jesu yaakati kwaari: Mŋanakomana wako mupenyu. Iye akatenda nemhuri yake yose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo baba vaya vakayeuka kuti ndiyo yakanga iri nguva chaiyo paakanzi naJesu, “Mwanakomana wako achararama.” Saka iye neimba yake yose vakatenda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Baba ava vakabva vazviziva kuti ndiyo nguva iya Jesu yaakataura kuti Mwana wenyu achararama. Naizvozvo iye pamwechete nevemhuri yake yose, akatenda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino baba vakaziva kuti ndiyo nguva Jesu yaakati kwaari, “Mwanakomana wako mupenyu.” Iye akatenda nemhuri yake yose.
Shona 2009?
Zvino baba vakaziva kuti ndiyovo nguva Jesu yaakati kwaari: Mwanakomana wako mupenyu. Iye akatenda neimba yake yose.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino Baba vakaziva kuti ndiyo nguva Jesu yaakati kwaari, “Mwanakomana wako mupenyu.” Iye akatenda nemhuri yake yose.