John 4:54 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ici ndico ciratidzo cecipiri cakaitwa naJesu, abva Judea, aȿika Garirea.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ichi ndicho chakanga chiri chiratidzo chechipiri chakaitwa naJesu, abva kuJudhea ava kuGarirea.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ichi ndicho chiratidzo chechipiri chakaitwa naJesu paakabva kuJudhea achiuya kuGarirea.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ichi ndicho chiratidzo chechipiri chakaitwa naJesu, abva Judhea, asvika Gariria.
Shona 2009?
Ichizve chishamiso chechipiri chakaitwa naJesu, abva Judhiya asvika Gariri.
Shona SUB 2002 Bible
Ichi ndicho chiratidzo chechipiri chakaitwa naJesu, abva Judhiya, asvika Gareriya.