John 4:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mumŋe mukadzi weSamaria akaȿika’po kuzocera mvura. Jesu akati kwaari: Ndipeiʋo, ndinwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mukadzi muSamaria akati auya kuzochera mvura, Jesu akati kwaari, “Ndipewo mvura yokunwa?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakauya mumwe mukadzi wechiSamaria? Ipapo kuzoteka mvura. Jesu akati kwaari, “Ndipewo mvura yokunwa.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mumwe mukadzi weSamaria akasvikapo kuzochera mvura. Jesu akati kwaari, “Ndipeiwo, ndinwe.”
Shona 2009?
Ipapo kwakasvika mukadzi weSamaria kuzochera mvura; Jesu akati kwaari: Ndipevo ndimwe.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mumwe mukadzi weSamaria akasvikapo kuzochera mvura. Jesu akati kwaari, “Ndipeiwo, ndinwe.”