John 5:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Shure kwaiɀoɀo, mutambo waʋaJuda waiʋa’po; Jesu akakwira Jerusarema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Shure kwaizvozvo, Jesu akakwira kuJerusarema kumutambo wavaJudha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mushure maizvozvi kwakaita zuva guru ravaJudha, Jesu akakwira kuJerusaremu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Shure kwaizvozvo, mutambo wavaJudha waivapo; Jesu akakwira Jerusaremu.
Shona 2009?
Shure kwaizvozvo kwaiva nemutambo wavaJudha; Jesu akakwira Jerusarema.
Shona SUB 2002 Bible
Shure kwaizvozvo, mutambo wavaJudha waivapo; Jesu akakwira Jerusaremu.