John 5:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋaJuda ʋakati kunowakaporeswa: isaɓata, hautenderwi kutakura nhoʋo dzako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo vaJudha vakati kumunhu uya akanga aporeswa, “Nhasi iSabata; murayiro unokurambidza kuti utakure rukukwe rwako.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ipapo vaJudha vakati kumunhu akanga aporeswa, “Nhasi iSabata, haubvumirwi kuti utakure rukukwe rwako.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vaJudha vakati kune akaporeswa. “ISabata, hautenderwi kutakura nhoo dzako.”
Shona 2009?
Zvino vaJudha vakati kunowakaporeswa: Isabata, hazvisi pamutemo kuti utakure nhovo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vaJudha vakati kune akaporeswa. “ISabata, hautenderwi kutakura nhoo dzako.”