John 5:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iye akapindura, akati: Uyo wandiporesa ndiye wakati kwandiri: Tora nhoʋo dzako, ufambe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi iye akapindura akati, “Munhu andiporesa ati kwandiri, ‘Takura rukukwe rwako ufambe.’ ”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi iye akavapindura achiti, “Munhu andiporesa ndiye andiudza kuti, ‘Tora rukukwe rwako ufambe.’ ”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iye akapindura, akati, “Uyo andiporesa ndiye akati kwandiri, tora nhoo dzako, ufambe.”
Shona 2009?
Iye akavapindura, \add akati\add*: Uyo wandiporesa ndiye wati kwandiri: Tora nhovo yako, ufambe?
Shona SUB 2002 Bible
Iye akapindura, akati, “Uyo andiporesa ndiye akati kwandiri, tora nhoo dzako, ufambe.”