John 5:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋakamubvunza, ʋaciti: Ndianiko munhu uyo wakati kwauri: Tora nhoʋo dzako, ufambe?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka vakamubvunza vakati, “Ndianiko munhu uyu akutaurira kuti urutakure ufambe?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakamubvunza kuti, “Ndiani munhu iyeyo akutaurira kuti tora rukukwe rwako ufambe?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vakamubvunza, vachiti, “Ndianiko munhu uyo akati kwauri, tora nhoo dzako, ufambe?”
Shona 2009?
Vakamubvunza, \add vachiti\add*: Ndianiko munhu uyo unoti kwauri: Tora nhovo yako, ufambe?
Shona SUB 2002 Bible
Vakamubvunza, vachiti, “Ndianiko munhu uyo akati kwauri, tora nhoo dzako, ufambe?”