John 5:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino munhu uyo akandoʋudza ʋaJuda, kuti ndiJesu wakamuporesa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Murume akabva akaenda akandoudza vaJudha kuti ndiJesu akanga amuporesa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Murume uya akabva aenda akandotaurira vaJudha vaya kuti Jesu ndiye akanga amuporesa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino munhu uyo akandoudza vaJudha, kuti ndiJesu akamuporesa.
Shona 2009?
Munhu akabva akandovudza vaJudha kuti ndiJesu wakamuporesa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino munhu uyo akandoudza vaJudha, kuti ndiJesu akamuporesa.