John 5:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka ʋaJuda ʋakatambudza Jesu, nokuti wakaɀiita iɀoɀo nesaɓata.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka nokuda kwokuti Jesu akanga achiita zvinhu izvi nomusi weSabata, vaJudha vakamutambudza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndizvo zvakaita kuti vaJudha vaonese Jesu nhamo nokuti akaita zvinhu zvakadai nomusi weSabata.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka vaJudha vakatambudza Jesu, nokuti wakazviita izvozvo neSabata.
Shona 2009?
Saka naizvozvo vaJudha vakatambudza Jesu, vakatsvaka kumuvuraya, nokuti wakaita zvinhu izvi nesabata.
Shona SUB 2002 Bible
Saka vaJudha vakatambudza Jesu, nokuti wakazviita izvozvo neSabata.