John 5:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi iye wakapindura, akati: Ƃaɓa ʋangu ʋacaɓata kuȿikira ɀino, neni ndinoɓata ʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jesu akati kwavari, “Baba vangu vanoramba vari pabasa ravo kusvikira nhasi chaiye, uye neniwo, ndiri kushanda.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Jesu akavapindura achiti, “Baba vangu vanoshanda nazvino neniwo ndinofanira kushanda.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi iye akapindura, akati, “Baba vangu vachabata kusvikira zvino, neni ndinobatawo.”
Shona 2009?
Asi Jesu wakavapindura, \add akati\add*: Baba vangu vanoshanda kusvikira zvino, neni ndinoshandavo.
Shona SUB 2002 Bible
Asi iye akapindura, akati, “Baba vangu vachabata kusvikira zvino, neni ndinobatawo.”