John 5:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti naƂaɓa haʋatoŋgi munhu, asi ʋakapa Mŋanakomana kutoŋga kwose,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamusoro paizvozvo, Baba havatongi munhu, asi vakapa mwanakomana kutonga kwose,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Baba havatongi munhu, asi vakapa kutonga kwose kumwanakomana
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti nababa havatongi munhu, asi vakapa Mwanakomana kutonga kwose,
Shona 2009?
Nokuti naBaba havatongi munhu, asi vakapa Mwanakomana kutonga kose,
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti naBaba havatongi munhu, asi vakapa Mwanakomana kutonga kwose,