John 5:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, ɀirokwaɀo, ndinoti kwamuri: Ŋguʋa inoʋuya, naɀino yatoʋa’po, nayo ʋakafa ʋacanzwa inzwi roMŋanakomana waMŋari; ʋanonzwa ʋacararama.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndinokuudzai chokwadi kuti, nguva inouya uye yatosvika zvino yokuti vakafa vachanzwa inzwi roMwanakomana waMwari uye avo vanonzwa vachararama.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvechokwadi chaizvo ndinoti kwamuri nguva iri kuuya uye yatosvika yokuti vakafa vanzwe izwi roMwanakomana waMwari. Avo vacharinzwa vachava vapenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, nguva inouya, nazvino yatovapo, nayo vakafa vachanzwa izwi roMwanakomana waMwari; vanonzwa vachararama.
Shona 2009?
Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri: Nguva inovuya, nazvino yatovapo, apo vakafa vachanzwa inzwi roMwanakomana waMwari; uye vanonzwa vachararama.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo, zvirokwazvo, ndinoti kwamuri, nguva inouya, nazvino yatovapo, nayo vakafa vachanzwa izwi roMwanakomana waMwari; vanonzwa vachararama.