John 5:28 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Musashamiswa naiɀoɀo; nokuti ŋguʋa inoʋuya, nayo ʋose ʋari mumabgiro ʋacanzwa inzwi rake,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Musashamiswa pane izvi, kuti nguva inouya apo vose vari mumakuva avo vachanzwa inzwi rake
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musashamisike nezvizvi zvokuti nguva iri kuuya yokuti vose vari mumakuva vachanzwa izwi rake vagobudamo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Musashamiswa naizvozvo; nokuti nguva inouya, nayo vose vari mumabwiro vachanzwa izwi rake,
Shona 2009?
Musashamiswa nezvizvi; nokuti nguva inovuya, apo vose vari mumabwiro vachanzwa inzwi rake,
Shona SUB 2002 Bible
“Musashamiswa naizvozvo; nokuti nguva inouya, nayo vose vari mumahwiro vachanzwa izwi rake,