John 5:29 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
ʋacaɓuɗa; aʋo ʋakaita ɀakanaka, kukumuka kwoʋupenyu, aʋo ʋakaita ɀakaipa, kukumuka kwokutoŋgwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye vachamuka; vose vakaita zvakanaka vachamuka vachienda kuupenyu, uye avo vakaita zvakaipa vachamuka vachienda kukutongwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vakaita zvakarurama vachimukira upenyu, vanenge vakaita zvakaipa vachimukira kutongwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
vachabuda; avo vakaita zvakanaka, kukumuka kwoupenyu, avo vakaita zvakaipa, kukumuka kwokutongwa.
Shona 2009?
zvino vachabuda avo vakaita zvakanaka, mukumukira muupenyu avo vakaita zvakaipa, mukumukira mukurashiwa.
Shona SUB 2002 Bible
vachabuda; avo vakaita zvakanaka, kukumuka kwoupenyu, avo vakaita zvakaipa, kukumuka kwokutongwa.