John 5:31 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ndiciɀipupurira, kupupura kwaŋgu hakuzi kwaɀokwaɗi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Kana ndichizvipupurira, uchapupu hwangu hahuna maturo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndikazvipupurira, kupupura kwangu hakusi kwechokwadi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana ndichizvipupurira, kupupura kwangu hakusi kwechokwadi.
Shona 2009?
Kana ndichizvipupurira, kupupura kwangu hakuzi kwechokwadi.
Shona SUB 2002 Bible
Kana ndichizvipupurira, kupupura kwangu hakusi kwechokwadi.