John 5:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mumŋe uri’po unondipupurira; ndinoziʋa kuti kupupura kwake kwaanondipupurira ndokwaɀokwaɗi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pano mumwe anondipupurira, uye ndinoziva kuti uchapupu hwake pamusoro pangu ndohwechokwadi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kune mumwe anondipupurira uye ndinoziva kuti kundipupurira kwake ndekwechokwadi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Mumwe aripo anondipupurira; ndinoziva kuti kupupura kwake kwaanondipupurira ndokwechokwadi.
Shona 2009?
Uripo mumwe unondipupurira; ndinoziva kuti kupupura kwake kwaanondipupurira ndokwechokwadi
Shona SUB 2002 Bible
“Mumwe aripo anondipupurira; ndinoziva kuti kupupura kwake kwaanondipupurira ndokwechokwadi.