John 5:33 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makatuma kunaJohane, iye akapupurira ɀokwaɗi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Makatuma nhume kuna Johani naiye akapupurira chokwadi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makatuma nhume kuna Johani akapupurira chokwadi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makatuma kuna Johani, iye akapupurira chokwadi.
Shona 2009?
Makatuma Johwani, iye akapupurira chokwadi.
Shona SUB 2002 Bible
Makatuma kuna Johani, iye akapupurira chokwadi.