John 5:34 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ini handigamuciri kupupura kunobva kumunhu, asi ndinoreʋa iɀoɀo kuti muponeswe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hazvirevi kuti ndinogamuchira kupupura kwavanhu; asi ndareva izvi kuti muponeswe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvisingarevi zvazvo kuti ini ndinovimba nouchapupu hwomunhu. Asi ndinotaura izvi kuti imi muponeswe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ini handigamuchiri kupupura kunobva kumunhu, asi ndinoreva izvozvo kuti muponeswe.
Shona 2009?
Ini handigamuchiri kupupura kunobva kumunhu, asi ndinoreva zvinhu izvi kuti muponeswe.
Shona SUB 2002 Bible
Ini handigamuchiri kupupura kunobva kumunhu, asi ndinoreva izvozvo kuti muponeswe.