John 5:37 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiʋo Ƃaɓa, ʋakandituma, ndiʋo ʋakandipupurira ʋo. Hamuna‐kutoŋgonzwa inzwi raʋo, kana kuʋona mufananidzo waʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye ivo Baba vakandituma vakapupura pachavo pamusoro pangu. Hamuna kutombonzwa inzwi ravo kana kuona chimiro chavo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivowo Baba vakandituma vanondipupurira. Izwi ravo hamusati mamborinzwa chimiro chavo hamusati mambochiona.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naivo baba, vakandituma, ndivo vakandipupurirawo. Hamuna kutongonzwa izwi ravo, kana kuona mufananidzo wavo.
Shona 2009?
NaBaba pachavo vakandituma, vakandipupurira. Hamuna kutongorinzwa inzwi rake, kana kuvona chimiro chake.
Shona SUB 2002 Bible
Naivo Baba, vakandituma, ndivo vakandipupurirawo. Hamuna kutongonzwa izwi ravo, kana kuona mufananidzo wavo.