John 5:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti mutumŋa waiɓurukira mudziʋa iro neimŋe ŋguʋa, acibvoŋgodza mvura; ɀino uyo waitaŋga kupinda mumvura yabvoŋgodzwa waiporeswa, kunyaŋge akaŋga akaɓatwa nokurwara kupi nokupi.]
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nguva nenguva mutumwa waShe aiburukiramo achibvongodza mvura. Munhu aitanga kupinda mudziva shure kwenguva ipi zvayo yainge yabvongodzwa mvura aiporeswa pachirwere chipi zvacho chaainge anacho.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
***
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti mutumwa waiburukira mudziva iro neimwe nguva, achibvongodza mvura; zvino uyo aitanga kupinda mumvura yabvongodzwa aiporeswa, kunyange akanga akabatwa nokurwara kupi nokupi.]
Shona 2009?
Nokuti mutumwa waiburukira neimwe nguva mudziva iro, achibvongodza mvura; zvino aninani waitanga kupinda shure kokubvongodzwa kwemvura waiporeswa, pachirwere chipi zvacho chaaiva nacho.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti mutumwa waiburukira mudziva iro neimwe nguva, achibvongodza mvura; zvino uyo aitanga kupinda mumvura yabvongodzwa aiporeswa, kunyangwe akanga akabatwa nokurwara kupi nokupi.]