John 5:40 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi hamuɗi kuʋuya kwandiri, kuti muʋe noʋupenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi imi munoramba kuuya kwandiri kuti muve noupenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi imi munoramba kuuya kwandiri kuti muwane upenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Asi hamudi kuuya kwandiri, kuti muve noupenyu.
Shona 2009?
Asi hamudi kuvuya kwandiri, kuti muve noupenyu.
Shona SUB 2002 Bible
“Asi hamudi kuuya kwandiri, kuti muve noupenyu.