John 5:41 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Handigamuciri kukudzwa kunobva kuʋanhu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Handigamuchiri kurumbidza kunobva kuvanhu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ini handitsvagi kuwana mbiri inobva kuvanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Handigamuchiri kukudzwa kunobva kuvanhu;
Shona 2009?
Handigamuchiri rukudzo kubva kuvanhu;
Shona SUB 2002 Bible
“Handigamuchiri kukudzwa kunobva kuvanhu;