John 5:42 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
asi ndinokuziʋai, kuti hamunoruɗo rwaMŋari mukati menyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
asi ndinokuzivai. Ndinoziva kuti hamuna rudo rwaMwari mumwoyo yenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi sokukuzivai kwandinoita, rudo rwaMwari mamuri hamuna.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
asi ndinokuzivai, kuti hamuna rudo rwaMwari mukati menyu.
Shona 2009?
asi ndinokuzivai, kuti hamunorudo rwaMwari mamuri.
Shona SUB 2002 Bible
asi ndinokuzivai, kuti hamuna rudo rwaMwari mukati menyu.